AfroZimRadio

Zimbabwe Live Radio station.
 
HomeCalendarFAQSearchRegisterLog in

Share | 
 

 Muroora dating atezvara

View previous topic View next topic Go down 
AuthorMessage
DjNyemlo
Moderator
Moderator
avatar

Posts : 25
Join date : 2010-02-13
Age : 90
Location : Nederland

PostSubject: Muroora dating atezvara   Tue Feb 23, 2010 12:59 pm

Munoionawo sei nyaya iyi..muroora afirwa nemurume wake akatanga kudanana natezvara. Apa hatizive kana kuri kutanga kana kuti vanga vagara vachidziisana muviri nechekare. Pamusoro pezvo pane nyaya yekunzi murume uyu kuti afe akapiwa doro natezvara ava ndobva afa. Akatanga kutaura nyaya iyi ndiye muroora wacho mbune.

Munoitongawo sei nyaya yakadai?
Back to top Go down
http://vanazvipo.webs.com
dj angel
AfroZimer 1
AfroZimer 1


Posts : 19
Join date : 2010-03-03

PostSubject: Re: Muroora dating atezvara   Wed Mar 03, 2010 4:09 pm

zvinoitika mazuva ano varipo vamwe vandinotoziva muno mudiaspora. nyika yamira nemeno chaiwo
Back to top Go down
DjNyemlo
Moderator
Moderator
avatar

Posts : 25
Join date : 2010-02-13
Age : 90
Location : Nederland

PostSubject: Re: Muroora dating atezvara   Sun Mar 07, 2010 5:21 pm

Zvave kutyisa shuwa.Chinyakare chaparara chokwadi.
Back to top Go down
http://vanazvipo.webs.com
BigBottom
AfroZimer 1
AfroZimer 1
avatar

Posts : 18
Join date : 2010-03-09
Age : 31

PostSubject: Re: Muroora dating atezvara   Tue Mar 09, 2010 11:30 am

Kupererwa nevarume here kudata tezvara muchiuno kudaro.Shame on her that woman
Back to top Go down
dj angel
AfroZimer 1
AfroZimer 1


Posts : 19
Join date : 2010-03-03

PostSubject: Re: Muroora dating atezvara   Thu Mar 11, 2010 7:21 am

mweya hwechihure unenge wapinda muvanhu
Back to top Go down
Sponsored content




PostSubject: Re: Muroora dating atezvara   

Back to top Go down
 
Muroora dating atezvara
View previous topic View next topic Back to top 
Page 1 of 1
 Similar topics
-
» Playboy Lyrics
» Your Favorite J-Actress/actor
» SAMURAI X Live-Action Movie:D

Permissions in this forum:You cannot reply to topics in this forum
AfroZimRadio :: Love and relationships-
Jump to: