AfroZimRadio

Zimbabwe Live Radio station.
 
HomeCalendarFAQSearchRegisterLog in

Share | 
 

 Shanje Hanzi rudo

View previous topic View next topic Go down 
AuthorMessage
DjNyemlo
Moderator
Moderator
avatar

Posts : 25
Join date : 2010-02-13
Age : 91
Location : Nederland

PostSubject: Shanje Hanzi rudo   Sun Mar 07, 2010 5:24 pm

Zvinondinetsa chaizvo kuti sei , kunyanya varume vasinga nzwisisi kuti kana adzimai vachiita shanje, kureva kuti vanenge vachida murume wavo..zvino unozonzwa zvonzi mukadzi uyu haanzwisisi. Apa varume munenge muchida kunzwisiswa chirudzii..kuti mukadzi angokusiya uchiita semombe yemashanga here?
Back to top Go down
http://vanazvipo.webs.com
BigBottom
AfroZimer 1
AfroZimer 1
avatar

Posts : 18
Join date : 2010-03-09
Age : 31

PostSubject: Re: Shanje Hanzi rudo   Tue Mar 09, 2010 11:29 am

Ya, you mentioned something here I never thought about.Yes why is men end up not liking shanje dzevakadzi vawo, yet shanje rudo?
Back to top Go down
dj angel
AfroZimer 1
AfroZimer 1


Posts : 19
Join date : 2010-03-03

PostSubject: Re: Shanje Hanzi rudo   Thu Mar 11, 2010 7:25 am

dziripo dzimwe shanje dzerudi but dzimwe kunenge kuchingova kunetsa chete. kuda kuita mukadzi benzi rake. especially zim men ruchengera gwacho zvakaoma
Back to top Go down
Sponsored content




PostSubject: Re: Shanje Hanzi rudo   

Back to top Go down
 
Shanje Hanzi rudo
View previous topic View next topic Back to top 
Page 1 of 1

Permissions in this forum:You cannot reply to topics in this forum
AfroZimRadio :: Love and relationships-
Jump to: