AfroZimRadio

Zimbabwe Live Radio station.
 
HomeCalendarFAQSearchRegisterLog in

Share | 
 

 MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE

View previous topic View next topic Go down 
AuthorMessage
dj angel
AfroZimer 1
AfroZimer 1


Posts : 19
Join date : 2010-03-03

PostSubject: MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE   Wed Mar 03, 2010 4:13 pm

VANHUWE MUNOZVIONAWO SEI MURUME ANOISA DORO COMPUTER NEMAFRIENDS FIRST KUDARIKA MUKADZI WAKE. PANENGE PANE RUDO HERE PAKADAI KANA KUTI KUPEDZERANA NGUVA
Back to top Go down
Admin
Admin
Admin
avatar

Posts : 21
Join date : 2010-02-10

PostSubject: Re: MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE   Fri Mar 05, 2010 3:20 pm

Inyaya inonetsa iyi chokwadi.Chinonetsa ndechekuti mukadzi uyu akazopanduka mangwana ,murume wacho anokanganwa kuti aimusiya asina anomuona.Ndoshaya kuti munhu anounzirei munhu muupenyu hwake iye achiziva kuti anoda freedom yake.
Back to top Go down
http://afrozimradio.great-forum.com
dj angel
AfroZimer 1
AfroZimer 1


Posts : 19
Join date : 2010-03-03

PostSubject: Re: MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE   Sat Mar 06, 2010 7:51 am

taura zvako Admin. kana munhu asiri ready ngaarege kuuraya mukadzi nezhara mumba aroore hake computer nedoro nekuti ndozvaanopa nguva
Back to top Go down
DjNyemlo
Moderator
Moderator
avatar

Posts : 25
Join date : 2010-02-13
Age : 90
Location : Nederland

PostSubject: Re: MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE   Sun Mar 07, 2010 5:20 pm

Ini ndinoona sekunge vamwe varume vanongoroora mukadzi kuti aite house work chete. Nekuti kana akuita saizvozvo kukudza doro, computer mashamwari achikanganwa kuti akaunza mumwe munhu muupenyu hwake zvinorevei? Apa ukada kubvunza hanzi wanditonga or haunzwisisi. True that better agare angori ega .. Rolling Eyes Koz mukadzi haisi display ka..
Back to top Go down
http://vanazvipo.webs.com
BigBottom
AfroZimer 1
AfroZimer 1
avatar

Posts : 18
Join date : 2010-03-09
Age : 31

PostSubject: Re: MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE   Tue Mar 09, 2010 11:34 am

Taurai henyu DjNyemlo. Rolling Eyes
Back to top Go down
Sponsored content




PostSubject: Re: MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE   

Back to top Go down
 
MURUME ASINA NGUVA NEMUKADZI WAKE
View previous topic View next topic Back to top 
Page 1 of 1
 Similar topics
-
» Datum Point
» john Schlitt - The Greater Cause
» Silent Siren
» What is the first thing you do when you wake up?

Permissions in this forum:You cannot reply to topics in this forum
AfroZimRadio :: Love and relationships-
Jump to: